Killer T Takangodaro Скачать

Killer T Takangodaro

Killer T

Takangodaro

20 прослушиваний
03:17
Все треки Killer T Текст песни
Слушать
Скачать песню

Текст песни «Takangodaro»

Killer T

PTK Music
Ayanaya for real
Pari tricky
Sanojaira zviripo

Kana wakatongozvarwa neskiri rako iroro, chitongofamba neskiri rako
Kunyangwe uchifaisa madhiri ako iyayo, chitongofaisa neskiri rako

Nekuti
Takangodaro, takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto
Takangodaro, takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto

Tinodzirova ngoma, kunyangwe tiri surbabheni
Pavanorara na6:00, isusu tinorara na10:00
Pavanotsvagwa kumba, isusu hatirare paden
Pavanofamba nepfuti, isusu tinofamba naJesu

Takangodaro, takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto
Takangodaro takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto

Veghetto rangu dairai (aho-o)
Maghetto yuts dairai (aho-o)
Hatife takasiya kwedu kwatinoziva
Tinongomira-mira, tichitodaidzira
PTK Music

Takangodaro, takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto
Takangodaro takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto

Tinodzirova ngoma, kunyangwe tiri surbabheni
Pavanorara na6:00, isusu tinorara na10:00
Pavanotsvagwa kumba, isusu hatirare paden
Pavanofamba nepfuti, isusu tinofamba naJesu

Takangodaro, takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto
Takangodaro takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto

Veghetto rangu dairai (aho-o)
Maghetto yuts dairai (aho-o)
Hatife takasiya kwedu kwatinoziva
Tinongomira-mira tichitodaidzira

Takangodaro, takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto
Takangodaro takazvarwa takangodaro
Hatiregere kuita hunhu hweghetto

Aho-o
Aho-o
Aho-o
Aho-o

На странице доступен трек Takangodaro от Killer T (03:17). Слушайте онлайн или загрузите в mp3 в один клик бесплатно на свое устройство — выше есть текст песни.

Другие песни Killer T

Свежее на Muzfrog

Все новинки →